Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mazuva makumi maviri nerimwe pakutsanyaChikamu

21 Day Fast

ZUVA 13 REMAZUVA 21

Wakasanangurwa, uri mutsvene, wakasarudzika, uri mupristi wehumambo--uri mwana waMwari. Unokwanisa kunge uchida chimiso panguva ino. Isa Kristu semusoro wekona wako nhasi. Nyora pasi nzira dzaakukununura kubva murima achikuunza kuchiedza. Shandisa nguva yako nekunamata nhasi uchitenda Mwari nekutanga kwake basa mauri neMwanakomana wake anova ndiye nheyo yekuvakira pamusoro payo.

Rugwaro

Zuva 12Zuva 14

Zvinechekuita neHurongwa uhu

21 Day Fast

Tanga gore rako nekuisa meso ako pakuzviranga nekutsanya. Hurongwa hwuno hune zvitsauko zvakatiwandei zvinoita nezvekutsanya uye nemamwewo anokurudzira kuzviongorora nekuswedera pedyo naMwari. Pamazuva 21, uchange uchipihwa ndima inobva muBhaibheri, chirongwa chekunamata, mivhunzo inobetsera kuzviongorora, uye neminamato. Kuwana zvimwe zvakatiwandei, enda ku www.finds.life.church.

More

We'd like to thank Life.Church for their generosity in providing the structure for the 21 Day Fast reading plan.

Zvirongwa zvakada kufanana neichi