Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mazuva makumi maviri nerimwe pakutsanyaChikamu

21 Day Fast

ZUVA 1 REMAZUVA 21

Chitsauko ichi ndichochakatipa pfungwa dzemutsanyo wemazuva 21. Sezvo uchitsaura mavhiki matatu ekutsvaga Mwari, ziva kuti Mwari atonzwa minamato yako kare. Ari pakati pekutoshanda panzvimbo yako. Pangave nechinhu chauri kutsvaga kuoneswa zvakajekeswa kunaMwari here? Nyora munamato wako pasi kuti ugokwanisa kutarisa kumasure pamusoro pawo panopera mazuva 21. Shandisa nguva yako kunamatira kuti Mwari ataure newe uye akupe simba.
Zuva 2

Zvinechekuita neHurongwa uhu

21 Day Fast

Tanga gore rako nekuisa meso ako pakuzviranga nekutsanya. Hurongwa hwuno hune zvitsauko zvakatiwandei zvinoita nezvekutsanya uye nemamwewo anokurudzira kuzviongorora nekuswedera pedyo naMwari. Pamazuva 21, uchange uchipihwa ndima inobva muBhaibheri, chirongwa chekunamata, mivhunzo inobetsera kuzviongorora, uye neminamato. Kuwana zvimwe zvakatiwandei, enda ku www.finds.life.church.

More

We'd like to thank Life.Church for their generosity in providing the structure for the 21 Day Fast reading plan.

Zvirongwa zvakada kufanana neichi