Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mazuva makumi maviri nerimwe pakutsanyaChikamu

21 Day Fast

ZUVA 6 REMAZUVA 21

Iri ishoko rinobva kunaMwari richienda kuvanhu vake vaive neshungu dzekuti Mwari aisaona kutsanya kwavo. Zviri nyore kuvhiringidza kutsanya nekusangodya kuti Mwari aite zvaunoda iwewe. Asi chitsauko chino chinotaura zvinoda Mwari. Namatira kuti Mwari ashandise nzara nekusagadzikana kwako kushandura maonero aunoita vanhu vakarasika nevanotambudzika munyika. Namata kuti Mwari abvise zvese zvenyama achikuzadza nezvese zvaari.

Rugwaro

Zuva 5Zuva 7

Zvinechekuita neHurongwa uhu

21 Day Fast

Tanga gore rako nekuisa meso ako pakuzviranga nekutsanya. Hurongwa hwuno hune zvitsauko zvakatiwandei zvinoita nezvekutsanya uye nemamwewo anokurudzira kuzviongorora nekuswedera pedyo naMwari. Pamazuva 21, uchange uchipihwa ndima inobva muBhaibheri, chirongwa chekunamata, mivhunzo inobetsera kuzviongorora, uye neminamato. Kuwana zvimwe zvakatiwandei, enda ku www.finds.life.church.

More

We'd like to thank Life.Church for their generosity in providing the structure for the 21 Day Fast reading plan.

Zvirongwa zvakada kufanana neichi