Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mazuva makumi maviri nerimwe pakutsanyaChikamu

21 Day Fast

ZUVA 10 REMAZUVA 21

Mazuva mashumi mana pasina? Hazviiti. Kunyange Jesus akatsanya mazuva mashumi mana, zvinoonekwa kuti akabuda akasimba kudarika zvaaive nekuda kwezviitiko zvakazotevera. Kutsanya kwako kuri kukusimbisa nenzira ipi? Ungave uri kunetseka? Pamwe hausi kuona zvinhu zvawaitarisisa kuona. Kumbira Mwari akutungamire munzira imwe chete yekugadzirira, nesimba, uye nechinangwa zvinova zvakawanikwa naJesu panguva yake yekutsanya.

Rugwaro

Zuva 9Zuva 11

Zvinechekuita neHurongwa uhu

21 Day Fast

Tanga gore rako nekuisa meso ako pakuzviranga nekutsanya. Hurongwa hwuno hune zvitsauko zvakatiwandei zvinoita nezvekutsanya uye nemamwewo anokurudzira kuzviongorora nekuswedera pedyo naMwari. Pamazuva 21, uchange uchipihwa ndima inobva muBhaibheri, chirongwa chekunamata, mivhunzo inobetsera kuzviongorora, uye neminamato. Kuwana zvimwe zvakatiwandei, enda ku www.finds.life.church.

More

We'd like to thank Life.Church for their generosity in providing the structure for the 21 Day Fast reading plan.

Zvirongwa zvakada kufanana neichi