Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mazuva makumi maviri nerimwe pakutsanyaChikamu

21 Day Fast

ZUVA 15 REMAZUVA 21

Wakutanga vhiki rechitatu rinova iro rekupedzisira pakutsanya kwako. Kana muchitsanya makawanda, torai nguva kutarisa nekupembera zvatangwa naMwari. Kana uchitsanya wega, nyora zvawasangana nazvo pasi. Kunyange uchinzwa kunge wajaira kutsanya, kune vakawanda vanoremerwa nevhiki rekupedzisira kudarika mamwe a pfuura. Kumbira Mwari akunzvere uye ajekese nemwenje wake makona ese anerima emoyo wako. Mukumbire Mwari kuti ashandise vhiki rino rekupedzisira kuti akunatse nekukuchenesa.
Zuva 14Zuva 16

Zvinechekuita neHurongwa uhu

21 Day Fast

Tanga gore rako nekuisa meso ako pakuzviranga nekutsanya. Hurongwa hwuno hune zvitsauko zvakatiwandei zvinoita nezvekutsanya uye nemamwewo anokurudzira kuzviongorora nekuswedera pedyo naMwari. Pamazuva 21, uchange uchipihwa ndima inobva muBhaibheri, chirongwa chekunamata, mivhunzo inobetsera kuzviongorora, uye neminamato. Kuwana zvimwe zvakatiwandei, enda ku www.finds.life.church.

More

We'd like to thank Life.Church for their generosity in providing the structure for the 21 Day Fast reading plan.

Zvirongwa zvakada kufanana neichi