Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mazuva makumi maviri nerimwe pakutsanyaChikamu

21 Day Fast

ZUVA 20 REMAZUVA 21

Ungave uri kufunga kuenderera mberi nekutsanya kana kutanga tsika yekutsanya nguva nenguva? Muchitsauko chino vanhu varikuzvivhunza kuti voenderera mberi nekutsanya kwavaita makore apfuura asi Mwari anozovapindura kuburikidza naZechariah. Kubva nguva yaMoses, Mwari akavapa mazuva ekutsanya nemitambo. Zvese zviri zviri zvakagadzirirwa kuti vanhu vaswedere pedyo naMwari. Kana kuswedera pedyo naMwari chiri chinangwa chako mazuva ose, nguva dzekutsanya nemitambo dzinokwanisa kuita dzitsvene kunaMwari. Tora nguva ubvumire Mwari kuti ataure newe nezve kutsanya kwako. Kumbira Mwari akubetsere kuona nzira dzawabatsirika nadzo pakutsanya kuno kunyanya pakuita kuti moyo wako uve munyoro uye maonero aunoita vamwe vanhu.

Rugwaro

Zuva 19Zuva 21

Zvinechekuita neHurongwa uhu

21 Day Fast

Tanga gore rako nekuisa meso ako pakuzviranga nekutsanya. Hurongwa hwuno hune zvitsauko zvakatiwandei zvinoita nezvekutsanya uye nemamwewo anokurudzira kuzviongorora nekuswedera pedyo naMwari. Pamazuva 21, uchange uchipihwa ndima inobva muBhaibheri, chirongwa chekunamata, mivhunzo inobetsera kuzviongorora, uye neminamato. Kuwana zvimwe zvakatiwandei, enda ku www.finds.life.church.

More

We'd like to thank Life.Church for their generosity in providing the structure for the 21 Day Fast reading plan.

Zvirongwa zvakada kufanana neichi