Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Munamato

Munamato

21 Mazuva

Dzidza kuti unonamata sei zvakanaka, zvese kubva kuminamato yevakatendeka uyekubva pamashoko aJesu. Tsvaga kurudziro yekuramba uchiendesa zvikumbiro zvako kuna Mwari mazuva ose, nekutsungirira uye nekushivirira. Ongorora mienzaniso yeminamato isina chinhu, yekuzviruramisa, ichienzaniswa neminamato yakachena yevaye vane mwoyo yakachena. Namata nguva dzose.

Chirongwa ichi chakagadzirwa neve YouVersion.Kana muchida kuzivawo zvimwe nekuona zvimwe zvinyorwa,tapota shanyirai: www.youversion.com
More from YouVersion

Zvirongwa zvakada kufanana neichi