Mazuva makumi maviri nerimwe pakutsanyaChikamu
![21 Day Fast](/_next/image?url=https%3A%2F%2Fimageproxy.youversionapi.com%2Fhttps%3A%2F%2Fs3.amazonaws.com%2Fyvplans%2F35%2F1280x720.jpg&w=3840&q=75)
Pisarema huru muBhaibheri rinonyanya kutaura nezveshungu huru pamusoro peShoko raMwari. Mazuva ano 21 awakatsaura angave nehupfumi hukuru ukabatananidza kutsanya pamwe chete nekuverenga Bhaibheri nekunamata. Unokwanisa kugadzira hurongwa hwekuverenga Bhaibheri rese. Shungu dzako pamusoro peShoko raMwari dzakamira sei? Namata kuti Mwari awedzere kupisa kwemoto wemoyo wako panguva ino.
Rugwaro
Zvinechekuita neHurongwa uhu
![21 Day Fast](/_next/image?url=https%3A%2F%2Fimageproxy.youversionapi.com%2Fhttps%3A%2F%2Fs3.amazonaws.com%2Fyvplans%2F35%2F1280x720.jpg&w=3840&q=75)
Tanga gore rako nekuisa meso ako pakuzviranga nekutsanya. Hurongwa hwuno hune zvitsauko zvakatiwandei zvinoita nezvekutsanya uye nemamwewo anokurudzira kuzviongorora nekuswedera pedyo naMwari. Pamazuva 21, uchange uchipihwa ndima inobva muBhaibheri, chirongwa chekunamata, mivhunzo inobetsera kuzviongorora, uye neminamato. Kuwana zvimwe zvakatiwandei, enda ku www.finds.life.church.
More
We'd like to thank Life.Church for their generosity in providing the structure for the 21 Day Fast reading plan.