Kudya Kwevanosuwa: Tariro Panguva YezororoChikamu
Ahh, nguva yezororo! Nguva inodona mashizha emavara akasiyana ichitirangaridza kuti nguva yekupa kutenda iri munzira uye kutaririra nemufaro kweKisimusi kwave pedyo. Nguva yekuti munhu wese akazara nerudo, mufaro, kuwirirana nevehukama, nemufaro, ndizvo?
Zvinosuwisa, kuti handizvo kumunhu wese—kunyanya kune avo vakarasikirwa nemudikani, avo vari kupindana nekurasikirwa kwehukama hwakakosha kana kusanzwanana nevehukama, kana varikusangana nekurasikirwa kukukuru kana kurwadziwa moyo.
Mukukura, ndaive munhu aifarira nguva yezororo uye ndaigara ndichiitarisira.
Pandakashaikirwa nemunin'ina wangu aive nemakore 22 musi wekupa kutenda, pane kuti nguva yezororo I've nguva yegore inofadza zvinoshamisa, yakava nguva yegore yakaoma zvisingaiti.
Tarisiro unoiwana sei panguva yezororo?
Unogona kukudza vadikanwa vakakosha vave kupemberera nguva ino vari kudenga naMwari sei?
Rufaro runowanikwa here panguva ino...kunyanya pakati pekuchema kwakanyanya?
Unokwanisa sei kugadzira mazuva ezororo ane chirevo akazara rugare nerunyoro, zvisinei nezviri kuitika muupenyu?
Ndokumbira kuti ubatirane neni pamazuva mashoma anotevera sezvo ndichipindura mibvunzo iyi nezvimwe zvakawanda.
"Baba varikudenga,
Ndinonamatira vese varikurwadziwa panguva yezororo— kunyanya panguva yekupa kutenda neKisimusi. Ndinokumbira murape uye munyaradze zvakadzika moyo yavo inorwadza. Ndinokumbira muvafafaidze nenyasha netsitsi dzenyu mazuva ose. Vambundikirei mumaoko enyu anerudo uye muvatakure panguva ino yekuchema. Nemuzita raJesu, amen!"
Hurongwa huno © 2015 kubva kuna Kim Niles/Grief Bites. Kodzero dzose dzakachengetwa. Zvashandiswa nemvumo.

Rugwaro
Zvinechekuita neHurongwa uhu
Kune vakawanda vedu, nguva yezororo inguva ine mufaro wakakura kwazvo... asi chii chingaitike kana mazuva ezororo asisina kufara nekupenya kwawo ova mazuva anorwadza nekuda kwekuchema kukuru kana kurasikirwa? Hurongwa hwakasarudzika hwekuverenga uhwu uchabetsera avo varipakati pekuchema kuti vawane kunyaradzwa neruvimbo pamakuva ezororo, uye huchibetsera nemazano ekugadzira mazuva ekuzorora ane chiremera kunyangwe panguva dzokuchema nokurasikirwa.
More
Tinoda kutenda Kim Miles, munyori we Kuwana Kufema Kwako Zvekare Mushure Mekunge Hupenyu Hwawukandira Kunze, nekutipa hurongwa uhu. Kuti muwane zvakazara, endai ku www.griefbites.com