Pururudzai Jehovha, imi nyika dzose. Shumirai Jehovha nomufaro; Uyai pamberi pake muchiimba. Zivai kuti Jehovha ndiye Mwari; Ndiye wakatiita, tiri vanhu vake; Tiri vanhu vake, namakwai anofudzwa naye. Pindai pamasuo ake muchivonga, Napavazhe dzake muchirumbidza; Chimuvongai, murumbidze zita rake.
Verenga chikamu Mapisarema 100
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 100:1-4
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo