Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Nziyo 100:1-4

Nziyo 100:1-4 SCLB

Pururudzirai TENZI imi nyika dzose shandirai TENZI, norufaro, uyai pamberi pake muchiimba. Zvizivei kuti TENZI ndiMwari, ndiye akatisika uye kuti tiri vake. Tiri vanhu vake, hwai dzake dzaanochengeta. Pindai pamisuo yake mikuru muchitenda mupinde mumipanda yake muchirumbidza, mutendei muchirumbidza zita rake.

Verenga chikamu Nziyo 100