Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 VaKorinde 6:1-2

2 VaKorinde 6:1-2 SNA2002

Zvino zvatinobatsirana naye, tinokumbira zvikuru kuti murege kugamuchira nyasha dzaMwari pasina. (Nokuti iye anoti, “Ndakakunzwa iwe nenguva yakafanira, Ndakakubatsira pazuva rokuponeswa;” tarirai, zvino inguva yakafanira; tarirai, zvino ndiro zuva rokuponeswa.)