Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Vakorinde 6:1-2

2 Vakorinde 6:1-2 SCLB

Tinokukumbirisai tichishanda pamwechete naMwari kuti murege kungogamuchira nyasha dzaMwari pasina nokuti anoti, “Nenguva yakafanira ndakakunzwa, nezuva reruponeso ndakakubatsira, chinzwa, ino ndiyo nguva yacho yakafanira, irori ndiro zuva roruponeso.”