Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 VaKorinde 6:1-2

2 VaKorinde 6:1-2 BDSC

Savashandi pamwe chete naMwari tinokukurudzirai kuti murege kugamuchira nyasha dzaMwari pasina. Nokuti iye anoti, “Ndakakunzwa panguva yenyasha dzangu, uye pazuva roruponeso ndakakubatsira.” Ndinokuudzai, zvino ndiyo nguva yenyasha dzaMwari, zvino ndiyo nguva yoruponeso.