Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Timoti 2:2-4

1 Timoti 2:2-4 SNA2002

madzimambo, navose vari vakuru, kuti tigare norugare nokunyarara pakunamata Mwari kwose, nomugariro unokudzwa. Ndizvo zvakanaka, zvinofadza pamberi paMwari, Muponesi wedu; uyo anoda kuti vanhu vose vaponeswe, vasvike pakuziva chokwadi.

Verenga chikamu 1 Timoti 2