Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Timoti 2:2-4

1 Timoti 2:2-4 BDSC

madzimambo navose vari kutonga, kuti tigare norugare uye norunyararo pakurarama muumwari hwose nomuutsvene. Izvi zvakanaka uye zvinofadza Mwari muponesi wedu. Anoda kuti vanhu vose vaponeswe uye kuti vazive chokwadi.