Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Timoti 2:2-4

1 Timoti 2:2-4 SCLB

madzimambo navose vari pazvinzvimbo zvapamusoro kuti tigare upenyu hune runyararo norugare, upenyu huna Mwari mukati uye hunoremekedzwa mativi ose. Izvi zvakanaka uye zvinogamuchirika pamberi paMwari noMununuri wedu anoda kuti munhu wose aponeswe uye kuti azive chokwadi.

Verenga chikamu 1 Timoti 2