Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 VaTesaronika 5:16-22

1 VaTesaronika 5:16-22 SNA2002

Farai nguva dzose. Rambai muchinyengetera. Vongai pazvinhu zvose; nokuti ndiko kuda kwaMwari kwamuri muna Kristu Jesu. Musadzima Mweya; musazvidza zvinoporofitwa; edzai zvinhu zvose; mubatisise zvakanaka; regai marudzi ose ezvakaipa.