Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Vatesaronika 5:16-22

1 Vatesaronika 5:16-22 SCLB

Farai nguva dzose. Namatai nguva dzose uye muna zvose rambai muchingotenda nokuti uku ndiko kuda kwaMwari muna Kristu Jesu. Musadzimure Mweya Mutsvene. Musashore chiporofita, asi munofanira kuongorora chokwadi chezvinhu zvose. Zvinenge zvakanaka zvibatisisei. Siyanai nouipi hupi nohupi zvahwo.