Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

I Timotio 2:2-4

I Timotio 2:2-4 SUB1949

madzimambo, naʋose ʋari ʋakuru, kuti tigare norugare nokunyarara pakunamata Mŋari kwose, nomugarire unokudzwa. Ndiɀo ɀakanaka, ɀinofadza pamberi paMŋari, Muponesi weɗu; uyo unoɗa kuti ʋanhu ʋose ʋaponeswe, ʋaȿike pakuziʋa ɀokwaɗi.

Verenga chikamu I Timotio 2