1
Mapisarema 2:8
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kumbira kwandiri, ndikupe ndudzi iʋe nhaka yako, Nemigumo yenyika ɀiʋe ɀako.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 2:12
Ȿetai mŋanakomana, arege kutsamŋa, mufire panzira, Nokuti hasha dzake dziŋgakurumidza kumuka. Ʋakakomborerwa ʋose ʋanoʋimba naye.
3
Mapisarema 2:2-3
Madzimambo enyika anoɀigadzira, Naʋaɓati ʋanoraŋgana, Kuzorwa naJehova nomuzodziwa wake, ʋaciti: Ŋgatiɗambure ɀisuŋgo ɀaʋo, Ŋgatirashe maɓote aʋo abve kwatiri.
4
Mapisarema 2:10-11
Ɀino ciʋai nenjere, imi madzimambo; Munyeʋerwe, imi ʋatoŋgi ʋenyika. Shumirai Jehova nokutya, Mufare muciɗeɗera.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo