Mapisarema 2:8
Mapisarema 2:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kumbira kwandiri, uye ndichaita kuti ndudzi dzive nhaka yako, migumo yenyika ive yako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 2Mapisarema 2:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kumbira kwandiri, ndikupe ndudzi ive nhaka yako, Nemigumo yenyika zvive zvako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 2Mapisarema 2:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndikumbire zvako ndigokupa marudzi avanhu kuti ave nhaka yako kunyange nyika, kusvika nokwainoperera kuti ive yako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 2