1
Mapisarema 3:3
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi imi Jehova muri nhoʋo yaŋgu kumatiʋi ose; Kudzo yaŋgu, nomusimudzi womusoro waŋgu
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 3:4-5
Ndinoɗana kunaJehova nenzwi raŋgu, Iye unondipindura ari pagomo rake dɀene. Ndakaʋata pasi ndikaɓatwa nehope; Ndikamuka; nokuti Jehova unonditsigira.
3
Mapisarema 3:8
Ruponeso runobva kunaJehova; Kukomborera kwenyu ŋgakuʋe pamsoro paʋanhu ʋenyu.
4
Mapisarema 3:6
Handiŋgatyi ɀuru ɀamazana ɀaʋanhu, Ʋakandikomberedza kuzorwa neni.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo