Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 3:4-5

Mapisarema 3:4-5 SUB1949

Ndinoɗana kunaJehova nenzwi raŋgu, Iye unondipindura ari pagomo rake dɀene. Ndakaʋata pasi ndikaɓatwa nehope; Ndikamuka; nokuti Jehova unonditsigira.