1
Mapisarema 4:8
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaʋata pasi norugare, ndiɓatwe nehope; Nokuti ndimi moga Jehova munondigarisa pakasimba.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 4:4
Ityai, murege kutadza; Tauriranai nemŋoyo yenyu panhoʋo dzenyu, muti ŋwii.
3
Mapisarema 4:1
Ndipindurei kana ndiciɗana, Mŋari wokururama kwaŋgu; Pakumanikidzwa kwaŋgu makandiisa pakafarikana; Ndinzwirei tsitsi, munzwe munyeŋgetero waŋgu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo