Mapisarema 2:2-3
Mapisarema 2:2-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Madzimambo enyika azvigadzirira uye vabati vanoungana pamwe chete kuti vazorwa naJehovha, uye kuti vazorwisa Muzodziwa Wake. Vanoti, “Ngatidamburei ngetani dzavo, tigorasa mabote avo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 2Mapisarema 2:2-3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Madzimambo enyika anozvigadzira, Navabati vanorangana, Kuzorwa naJehovha nomuzodziwa wake, vachiti, “Ngatidambure zvisungo zvavo, Ngatirashe mabote avo abve kwatiri.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 2Mapisarema 2:2-3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Madzimambo apasi ari kunyatsoungana, uye vatongi vari kuitira TENZI nomuzodzwa wake musangano, vachiti: “Ngatidamburei zvitorobho zvavo titakanurire uko tambo dzavo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 2