1
Mapisarema 1:1-2
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakakomborerwa munhu usiŋgafambi panoraŋgana ʋakaipa, Usiŋgamiri panzira yaʋatadzi, Usiŋgagari panogara ʋaɗaɗi. Asi unofarira murairo waJehova; Unofuŋgisisa murairo wake masikati noʋusiku.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 1:3
Ucafanana nomuti wakasimŋa pahoʋa dzemvura, Unoɓereka micero yawo neŋguʋa yawo, Mashizha awo haaȿaʋi; Cinhu cipi necipi caanoita cicaendika.
3
Mapisarema 1:6
Nokuti Jehova unoziʋa nzira yaʋakarurama; Asi nzira yaʋakaipa icaparadzwa.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo