1
Jeremia 24:7
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaʋapa mŋoyo wokundiziʋa, kuti ndini Jehova; iʋo ʋacaʋa ʋanhu ʋaŋgu, neni ndicaʋa Mŋari waʋo; nokuti ʋacadzokera kwandiri nomŋoyo waʋo wose.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jeremia 24:6
Nokuti ndicaʋatarira nameso aŋgu nomŋoyo wakanaka, ndiʋadzosere ɀe kunyika ino; ndicaʋaʋaka, handiŋgaʋakoromori; ndicaʋasima, handiŋgaʋadzuri.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo