Jeremia 24:7
Jeremia 24:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndichavapa mwoyo wokundiziva, kuti ndini Jehovha. Vachava vanhu vangu, uye ini ndichava Mwari wavo, nokuti vachadzokera kwandiri nomwoyo wavo wose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 24Jeremia 24:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndichavapa mwoyo wokundiziva, kuti ndini Jehovha; ivo vachava vanhu vangu, neni ndichava Mwari wavo; nokuti vachadzokera kwandiri nomwoyo wavo wose.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 24Jeremia 24:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndichavapa mwoyo wokuziva kuti ini ndini Tenzi uye vachava vanhu vangu, iniwo ndiri Mwari wavo nokuti vachadzokera kwandiri nomwoyo wavo wose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 24