YouVersion Logo
Search Icon

Plan Info

Bhaibheri Re VanaSample

Bhaibheri Re Vana

DAY 7 OF 8

Jesu panguwa ya akagara panyika akadzidzisa vadzidzi wake zvekudenga. Wakataura kuti “Kudenga kuri kumba kwe Baba wangu”, akawaudza kuti kune nzvimbo yakawanda. Nzvimbo hombe yakanaka. Kudenga kwakakura, kwakanaka kupfura dzimba dze pasi pano.

Jesu wakataura, “Ndawa kuyenda kudenga kuno gadzira nzvimbo yenyu, ndinowuyazve kunokutorayi ndega.” Jesu akayenda kudenga, nguwa yaaka muka kumakuva. Munguwa yawaitarisa iye akasimuka kuyenda, gore rakamutambira kubva mumaziso mumaziso awo.

Kubvira ipapo, wakiristu wanomirira kuwuya kwake kwechiviri kuzowatora. Jesu akatatawura kuti anowuya parizvino, munguwa wasikumirira. Chii chichaitika kumakirisitu akafa iye asatu auya? Mu Bhaibheri rinotawura kuti wanoyenda kwa Jesu. Kubva mumiri kuri kugara ne Ishe.

Zvakazarurwa, ibuku rekupedzisira mubaiburo, rinotiwudza zvekunaka kwekudenga. Chinoshamisa ndechekuti, kudenga ndiko kumba kwa Mwari munzira yakanaka, kudenga iri imba ye Mwari. Mwari ari pesepese, Asi Chigaro chake chiri kudenga.

Ngirozi nezvinu zvekudenga zvinorumbidza Mwari kudenga. Chimwechete wanu we Mwari wakafa wakayenda kudenga. Wanoimba nziyo dzekutenda Mwari. Pano pane manzwi emunziyo imwechete yawano yimba: IMI MUNODIWA NEMAKA YEKUTI WATIWUYISA KWEMWARI NE ROPA RENYU MWATIBUDISA KUNZE KWE MITAWURO YEWANU WAKASIYANASIYANA MUNYIKA MWATISARUDZA ISU TIGARE MADZISHE EKURUMBIDZA KWEMWARI WEDU. (Zvakazarurwa 5:9)

Matsamba ekupedzisira e Bhaibheri anotawura zvekudenga se “Jerusarema mutsva”. Kudenga kuhombe, kunze kwemusha wa Mwari kwakasungwa ne matombo machena, anowoneka se crystal. Hembe ne mabwe epamusoro anotendenderera mushawo, anowoneka mwakasiyanasiyana. Magedi emushawo akasungiwa mwekushamisa!

Magedi ekushamisa havarwe nguwadzose. Handeyi tinopinda mukatimwemusha . . HEE! Kudenga kwanakisa mukati mwacho. Migwagwa yacho yakasungiwa ne goride.

Rwizi rwakanaka ruchena, runobva kuchigaro chemwari. Kwekutanga kwerwizi kune muti weupenyu, wakawoneka mumunda we edeni. Muti iwowo unodiwa sitereki. Unozvara zvekudya gumi rimwechete ne zviviri, zvakasiyana mwedzi wese. Mashizha emuti weupenyu anoruramisa nyika.

Kudenga hakudiwe zuwa chero mwedzi kuti kuyedze. Mbiri ye mwari inoyedza nguwa dzose. Hakuna husiku ikoko.

Kana zviputa zvekudenga zvakasiyana. Wakazvidzidzisa zvine hukama. Bere ne makwayi zvicha dyira pamwechete pauswa. Kana shumba yakasimba inodya uswa se mombe. Ishe anoti, “Hawachakuware kana kuparadza pagomo rangu richena.”

Tikatarisa pakutendenderera, panezvinu zvimwe zvisipo kudenga. Hakuna kushatiriwa. Hakuna kurowana kana kurambidzana zvinu. Hakuna kupfiga misuwo, nemaka yekuti hakuna mbava kudenga. Hakuna kunyepa, kuwuraya, waroyi, kapena wanhu wakashata. Kudenga hakuna kuita zvitema ne zvakashata zvese.

Na Mwari kudenga hakuna misodzi. Nguwa dzimwe, wanu we mwari wanochema nemaka yekuti zvinorwadza pasi pano. Kudenga, Mwari achapukuta misodzi yedu.

Hakuna rufu kudenga. Wanu vanhu va Mwari wachagara ne Ishe mazuwa ose. Kudenga hakuna zvinorwadza, hakuna kuchema, hakuna zvinorwadza. Hakuna kurwara, hakuna kusiyana, hakuna rufu. Munu ariyese anofara mazuwa ese na Mwari.

Chinu chepamusoro nde ichi, kudenga ndekwe wakomana ne wasikana (nevakuru) Wakava ne chokwadi cha Jesu kuva rusunguko ndi kunzwira zva anoda Ishe. Kudenga kune buku rinoitwa buku remwana wehwayi reupenyu. Rakazaza nema zita ewanu. Munoziva mazita akanyorwa imomo? Wanuwese wanovimba Jesu. Zita rako riripo?

Mazvi ekupedzisira muBhaibheri anotaura zvekudenga akanaka anotidaidza. “Ne Mudzimu ne anotawura, ‘Huyayi!’ vese vanonzwa vataure ‘huyai!’ Iye arikunzwa nyota awuye. Uyo anoda, atore mvura yeupenyu.”

Magumo

Day 6Day 8

YouVersion uses cookies to personalize your experience. By using our website, you accept our use of cookies as described in our Privacy Policy