Nyaya yeIsitaChikamu
Pauro akanyora munaFiripi wetatu kuti aida kuziva Kristu uye simba rekumuka kwake uye nokuwadzana kwemugove wokutambudzika kwake,kuita saiye mukufa kwake.Kunyange zvazvo zvichiita kunge zvinobvira kutsvaga kuona chiitiko ichi chinotyisa,chishamiso chinodiswa nenyaya iyi ndechekuti tinokwanisa kunyatsoziva Kristu.Kana tikatarisa runyararo,kufara,kudzikama nenyasha dzinobwinya imo mumhirishonga,unogona kuona munakiro wekuita saiye mukufa kwake.Hupenyu hwake hwakange huri nyore sei kuvimba naMwari.Akange asina hanya pasi pano asi amai vaakapa kune shamwari yake yepamwoyo.Mudziyo wake woga waive gemenzi rakawira mumaoko emurindi pakubhejera.Kuve nyore.Kujekesa chokutarisira.Kuzvipira kuchinangwa chaMwari.Kuvimba kuzere muna baba vake.Zvose zvinhu zvekushuva.
Zvinechekuita neHurongwa uhu
Ungashandisa sei mazuva evhiki rako rekupedzisira kurarama uchinyatsoziva kuti ndiro rekupedzisira?Vhiki rekupedzisira raJesu ari panyama rakange rakazara nezviitiko zvisingakanganwiki,uporofita hwakazadziswa,kunamata kwakadzama,kukurukurirana kwakadzama,zviitiko zvaireva zvakawanda huye zviitiko zvakashandura nyika.Yakagadzirirwa kutanga Muvhuro pamberi peIsita,zuva rega-rega rehupenyu hwako.Chirongwa cheKereke yeBhaibheri chichakutungamira panyaya yevhiki rehutsvene.
More
Tinoda kutenda Life.Church nekutiwunzira hurongwa uhwu.Kanamuchida kudzidza zvakawanda pamusoro peLife.Church, tapota shanyai: www.Life.Church