Kushandisa nguva yako munaMwari

4 Mazuva
Shoko dzvene rekuverenga mazuva mana rakanyorwa naR.C Sproul rokuti unoshandisa sei nguva yako uchiipawo kunaMwari.Chikamu chega-chega chinokudaidza kuti ugare uri muna Mwari,uri muhukuru hwake,kune kubwinya kwaMwari.
Tinoda kutenda Ligonier Ministries iyo yakatipa chirongwa chino.Kana muchida kuziva zvizere,tapota endai pa Ligonier.org/youversion
Zviri pamusoro pemunyori