Ekisodho 33:17-18
Ekisodho 33:17-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye Jehovha akati kuna Mozisi, “Ndichaita chinhu ichocho chawakumbira, nokuti ndinofadzwa newe uye ndinokuziva nezita.” Ipapo Mozisi akati, “Zvino ndiratidzei kubwinya kwenyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 33Ekisodho 33:17-18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Jehovha akati kuna Mosesi, “Ndichaitawo chinhu ichi chawareva, nokuti wawana nyasha pamberi pangu, ndinokuziva nezita rako.” Iye akati, “Dondiratidzai henyu kubwinya kwenyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 33Ekisodho 33:17-18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi akapindurawo Mosesi achiti, “Zvawataura ndichaita izvozvo chaizvo ndozvandichaita nokuti ndinofadzwa newe uye ndinokuziva nezita.” Mosesi akati, “Ndapota, ndiratidzeiwo mbiri yenyu inopenya.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 33