Ekisodho 33:13
Ekisodho 33:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana muchifadzwa neni, ndidzidzisei nzira dzenyu kuitira kuti ndigokuzivai uye ndirambe ndichiwana nyasha kwamuri. Rangarirai kuti rudzi urwu vanhu venyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 33Ekisodho 33:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino kana ndakawana nyasha pamberi penyu, chindiratidzai nzira dzenyu, kuti ndikuzivei, ndiwane nyasha pamberi penyu; rangariraiwo kuti rudzi urwu ndivanhu venyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 33Ekisodho 33:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo ndapota zvangu kana zvichikufadzai ndiratidzeiwo nzira dzenyu kuti ndikuzivei kuitira kuti ndikufadzei, murangarirewo kuti rudzi urwu rwavanhu, vanhu venyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 33