Dhuteronomi 33:27
Dhuteronomi 33:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwari anogara nokusingaperi ndiye utiziro hwako, uye pasi pake pane maoko anogara nokusingaperi. Achadzinga vavengi vako kubva pamberi pako, achiti, ‘Muparadzei!’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 33Dhuteronomi 33:27 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mwari usingaperi ndihwo ugaro hwako, Pasi pako kuna maoko asingaperi; Iye wakadzinga vavengi pamberi pako”, Akati, “Paradzai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 33Dhuteronomi 33:27 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari, Nyakugaraaripo ndiye bako rako, anokutakura mumaoko ake nokusingaperi. Anofanokudzingira vavengi vako achiti, ‘Vaparadze.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 33