Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 6:11-12
Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 6:11-12 BDSC
Ndakadzika kusango remiti yemipfura kundoona zvitsva zvakamera mumupata, kundoona kana mizambiringa yainge yabukira, kana kuti mitamba yainge yava namaruva. Ndisati ndambodii, mwoyo wangu wakandiisa pakati pengoro dzoumambo dzavanhu vangu.

