Ndakadzika kusango remiti yemipfura kundoona zvitsva zvakamera mumupata, kundoona kana mizambiringa yainge yabukira, kana kuti mitamba yainge yava namaruva. Ndisati ndambodii, mwoyo wangu wakandiisa pakati pengoro dzoumambo dzavanhu vangu.
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 6
Terera ku Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 6
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 6:11-12
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo