Ndaenda kumunda wenzungu kundoona maruva omubani, kundoona kuti migirepisi yatunga here uye kuti mipomegiraniti yava namaruva here. Handina kutomboziva kuti musikana wangu akanga atondiita jinda pakati pavanhu.
Verenga chikamu Rwiyo 6
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Rwiyo 6:11-12
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo