Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 147:1-3

Mapisarema 147:1-3 BDSC

Rumbidzai Jehovha. Zvakanaka sei kuimbira Mwari wedu nziyo dzokurumbidza, zvinofadza uye zvakafanira sei kumurumbidza! Jehovha anovaka Jerusarema; anounganidza vakadzingwa vaIsraeri. Anoporesa vane mwoyo yakaputsika, uye anosunga maronda avo.