Rumbidzai TENZI, zvakanaka kuimba tichirumbidza Mwari wedu. Nokuti wakanaka uye zvakakodzera seiko kumuombera norumbo tichimurumbidza. TENZI anovakazve Jerusaremu, anounganidza vakaraswa vaIsiraeri. Anorapa vakarasa mwoyo, anosunga maronda avo.
Verenga chikamu Nziyo 147
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 147:1-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo