Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 147:1-3

Mapisarema 147:1-3 SNA2002

Hareruya! Nokuti zvakanaka kuti Mwari wedu aimbirwe nziyo dzokurumbidza; Zvinofadza, uye kurumbidza kwakafanira. Jehovha anovaka Jerusaremu; Anounganidza vakadzingwa vaIsiraeri. Anoporesa vane mwoyo yakaputsika, Anosunga mavanga avo.