Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Zvirevo 10:1-2

Zvirevo 10:1-2 BDSC

Zvirevo zvaSoromoni: Mwanakomana akachenjera anofadza baba vake, asi mwanakomana benzi anosuwisa mai vake. Pfuma yakawanikwa zvakaipa haibatsiri chinhu, asi kururama kunorwira parufu.