Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Tsumo 10:1-2

Tsumo 10:1-2 SCLB

Tsumo dzaSoromoni. Mwanakomana anoungwaru anofadza baba asi benzi romwana inhamo zvayo kuna amai. Upfumi hunowanikwa zvakaipa, hauna chimuko asi ururami hunoponesa kurufu.

Verenga chikamu Tsumo 10