Vatumwa vose vakanga vamire vakatenderedza chigaro choumambo vakatenderedzawo vakuru vakuru vaya vakatenderedzawo zvisikwa zvipenyu zvina zviya. Vatumwa vakati kotakota nouso pamberi pechigaro choumambo vachinamata Mwari vachiti, “Ameni. Kurumbidzwa nembiri noungwaru nokutendwa norukudzo noukuru nesimba ngazvive kuna Mwari wedu narini narini Ameni.”
Verenga chikamu Zvakaratidzwa 7
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Zvakaratidzwa 7:11-12
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo