Ipapo vatumwa vose vakamira, vakakomba chigaro choushe, naVakuru, nezvisikwa zvipenyu zvina, vakawira pasi nechiso pamberi pechigaro choushe, vakanamata Mwari, vachiti, “Ameni: Kurumbidzwa, nokubwinya, nokuchenjera, nokuvonga, nokukudzwa, noushe, nesimba, ngazvive kuna Mwari nokusingaperi-peri. Ameni!”
Verenga chikamu Zvakazarurwa 7
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Zvakazarurwa 7:11-12
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo