Zvakazarurwa 7:11-12
Zvakazarurwa 7:11-12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vatumwa vose vakanga vamire vakakomberedza chigaro choushe uye vakakomberedza vakuru nezvisikwa zvipenyu zvina. Vakawira pasi nezviso zvavo pamberi pechigaro choushe vakanamata Mwari, vachiti: “Ameni! Kurumbidzwa nokubwinya nouchenjeri nokuvonga nokukudzwa noushe nesimba ngazvive kuna Mwari wedu nokusingaperi-peri. Ameni!”

Zvakazarurwa 7:11-12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo vatumwa vose vakamira, vakakomba chigaro choushe, naVakuru, nezvisikwa zvipenyu zvina, vakawira pasi nechiso pamberi pechigaro choushe, vakanamata Mwari, vachiti, “Ameni: Kurumbidzwa, nokubwinya, nokuchenjera, nokuvonga, nokukudzwa, noushe, nesimba, ngazvive kuna Mwari nokusingaperi-peri. Ameni!”
Zvakazarurwa 7:11-12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vatumwa vose vakanga vamire vakatenderedza chigaro choumambo vakatenderedzawo vakuru vakuru vaya vakatenderedzawo zvisikwa zvipenyu zvina zviya. Vatumwa vakati kotakota nouso pamberi pechigaro choumambo vachinamata Mwari vachiti, “Ameni. Kurumbidzwa nembiri noungwaru nokutendwa norukudzo noukuru nesimba ngazvive kuna Mwari wedu narini narini Ameni.”
Zvakazarurwa 7:11-12 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ipapo ʋatumŋa ʋose ʋakamira, ʋakakomba cigaro coʋushe, naƲakuru, neɀisikwa ɀipenyu ɀinna, ʋakawira pasi neciso pamberi pecigaro coʋushe, ʋakanamata Mŋari, ʋaciti: Ameni: Kurumbidzwa, nokubginya, nokucenjera, nokuʋoŋga, nokukudzwa, noʋushe, nesimba, ŋgaɀiʋe kunaMŋari nokusiŋgaperi‐peri. Ameni!
Zvakazarurwa 7:11-12 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)