Ipapo ʋatumŋa ʋose ʋakamira, ʋakakomba cigaro coʋushe, naƲakuru, neɀisikwa ɀipenyu ɀinna, ʋakawira pasi neciso pamberi pecigaro coʋushe, ʋakanamata Mŋari, ʋaciti: Ameni: Kurumbidzwa, nokubginya, nokucenjera, nokuʋoŋga, nokukudzwa, noʋushe, nesimba, ŋgaɀiʋe kunaMŋari nokusiŋgaperi‐peri. Ameni!
Verenga chikamu Ɀakazarurwa 7
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ɀakazarurwa 7:11-12
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo