Chinhu chakanaka kurumbidza TENZI uye kuimba tichirumbidza zita renyu imi Wokumusorosoro. Kuparidza mwoyochena wenyu mangwanani uye kutendeka kwenyu usiku nembira nedimbwa nechipendani. Nokuti imi TENZI makaita kuti ndifare nebasa renyu. Ndinopururudzira basa ramaoko enyu norufaro. Hakusi kukura ikoko kwakaita mabasa enyu TENZI. Pfungwa dzenyu dzakadzama zvikuru.
Verenga chikamu Nziyo 92
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 92:1-5
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
YouVersion inoshandisa macookies kugadzirisa mashandisiro ako. Nekushandisa webhusaiti yedu, unobvuma kushandisa kwedu macookies sekutsanangurwa kwazvakaitwa mu Mutemo wedu weZvakavanzika
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo