nokuti mwoyochena wenyu uri nani kupinda upenyu, miromo yangu ichakurumbidzai. Saka ndichakurumbidzai upenyu hwangu hwose. Ndichasimudza maoko angu ndichidaidza zita renyu. Mweya wangu uchadyiririra sokunge ndiri kudya mwongo namafuta muromo wangu uchakurumbidzai norufaro pandinokurangarirai ndiri pauvato hwangu ndichikufungai zvikuru panguva dzousiku dzokunamata nokuti ndimi manga muri muyamuri wangu. Pasi pamapapiro enyu ndinoimba norufaro. Ndinoti nemi name name, ruoko rwenyu rworudyi runondisimbisa.
Verenga chikamu Nziyo 63
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 63:3-8
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo