Mwanangu ukati ndiwe wokumiririra chikwereti chomumwe uchitsidza panzvimbo pomumwe, kana wateewa mukutaura kwomuromo wako wabatwa mumazwi omuromo wako zvaunofanira kuita ndezvizvi, mwanangu, kuitira kuti uzvinunure nokuti unenge watowira mumaoko omumwe wako. Enda uzvirereke utadzise mumwe wako iyeyo kudya rinopisa. Usambobvuma zvako kuti meso ako abatwe nehope kana kutsomwaira nehope. Zvinunure semhara kumuvhimi kana seshiri mumaoko omutei weshiri.
Verenga chikamu Tsumo 6
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Tsumo 6:1-5
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo